Jungle Kid is set to drop his sophomore album Stone City later this month.Meanwhile he has blessed his fans with a trappy barfest boasting insane rhyme schemes.The joint was produced by Martian and Skatta and features Frican J,peep the lyrics below.


Verse 1 Jungle Kid
Pretty Good pretty handsome ndadzoka ndakoka mabara
Pretty Good, eyo lemme start afresh y'all....maibata??
Pretty good pretty handsome, yo main chick in my friend zone/
Ndo capture ma hearts zviri random, pay me no mind.....no ransom!!
Pretty good pretty nice, murikuita seiko ma guys
Skiri ichiri hot mhiripiri, bae lookin all piriviri
She knows I got the juice, she ain't get enough stiri stiri
Masvegas streets we cruise, to plotta ma moves tiri mhiri
Todzoka pa hood taabho ,rimwe zikubhachi tambo!!
Smarts rinotyisa terrace  , topisa zvinopinza chando
Vakuwanza prat vanoketa takuda kuchidonhedza mu winter
Vazaya dzokerai mumwena mese muti ziii chi Bango - Bango chakupinda ichoo

Bridge Jungle Kid

Ndodzoka nemhere mhere, ndodzoka nemhere vakomana , ndodzoka nemhere mhere
(Ndadzoka ndadzoka, budisa jaguar pinda mu street to rocker )
Ndauya nemhere mhere, ndodzoka nemhere vakomana, ndodzoka nemhere mhere
(Budisa jaguar pinda mu street to rocker )

HOOK Frican J

Vaudzeiwo vasarasa muswe
Patinosvika vachashaya chekupeta ava
Vaudzeiwo vasarasa muswe ava iyhe iyhe
Skiri ratobata naro vanhu havangarikwanise
Havangarikwanise, havangarikwanise ava
Skiri ratobata naro vanhu havangarikwanise

VERSE 2 Jungle KID

Yeah, mad at the music industry they want the music in da streets
Vati vakawana anova mutsira muchini that's it
I turn beats into pieces be the witness when I kicks it, shangu!!
They be tryana beat this ini ndiri busy ne business, rangu!!
Tyokai matsaga ndadzoka nda charger zvapata huh
Ndopamha pattern yandopa ma shotta pa gutter huh
Mo topper ma charts ndo robber ma hearts wabata?
Wamuno gopa ndoita party mozoshama anzwa bhata
I shan't quit ndisina kuva riga (bring down) daddy
Kusvika shangwiti (rich niggaz) tava regarded
iStay Fly Clan yazo prover deadly, mover gedhi
Boy to vamoose I'm ready
No!!! man I ain't none like u, ndoku beatai ne IQ
Unlike u munofunga zvekuti dhuuuu, ndinofunga zvekuti dhu
This tym ndazouya ndakapenga manje
Kana vakasa hanger ma boots, this tym vano hanger shanje
Vega vachamirapo ndevaya vanenge vakamira hoo
Tasvika tikazvitangidza, nhapitapi zvakunakidza
Tabika chindandi chaibva , papi pacho paticha pfidza
Share To:

Dodger Aviboy

The bridge between the illiterate and knowledge is a philanthropic genius. Supporting Zimhiphop one blog at a time visit shonaboyco.blogspot.com

Post A Comment: