Get Mani is a single by T1 Wema1 taken off his upcoming sophomore album Rugare.The song is  a street anthem urging all those pushing different grinds to keep it moving and get that bread so they can feed their families and it comes from a perspective of a fellow hustler knee deep in the trenches tryna make ends meet. Peep the lyrics to the Victor Enlisted  production below


[ Intro ]
Haazi mafunny
I'm trynna get money
[ Hook ]
Ndapinda mazhet iwe haa
Ndagadzira cash apa
Sha hauna cash saka
Sha ndibvire ku face
Haazi ma funny
I'm trynna get money
Haaa hupenyu ma1
Iwe sha I'm trynna get money

[ Verse 1 ]
T1 Wema1 ndiro zita I'm trynna get mani
Kushanda ndoshanda nesimba zvekuti vanotosasa hes mhani
Kushanda muchando ndoshanda kuplaza ipo panoti cash mani
Handidi kudzokera paya pandanga ndingori neka vest 1
Wani ndakambozvuzvurudzwa nenhamo
Yakandibata kunama senamo
Ndikazvireva zvoita sengano
Tsuro naGudo ipo pagungano
Zano unotoshaya kupedzisira wapakata shaya
Pataka shaya mari takati maya
Sadza totemura kunge tosaya
Uchimukira monaz iwe
Tande netsoka tonaz iwe
Saga ini bereke tsoka ndibereke
Tichitsvaga ma dollars iweeee
I been praying for so long for all ma troubles to move along
As long as we don't get along we gonna be poor for too long
[ Verse 2 ]
Ndatetereka mumasango matema ndadeketera inzwaiwo kuchema
Chema kwandiri kuita ndatura mafemo kusenga marwadzo arema ah
Doturaiwo mutoro ah
Wakuremera musoro ah
Seri kwegomo ndapota ndashaya ndapota ndipeiwo bota
Ndinyevenutse pahuro pane vamwe ndiwane hurukuro
Mhuri iswere iri muru furo
Pfuma ikure kunge gurokuro
Kuro ta ndinorota
Kukwenya mumaoko ndinopota
Ndichimbokwenya pabasa ndosorta
Wanikwe moto wangova madota
Chipi nechocho ndaedza zvose
Kupi nekoko ndaenda kose
Kuchaya runhare kutsvaga rugare
Handina rugare ndipeyi rugareee
I been praying for so long for all ma troubles to move along
As long as we don't get along we gonna be poor for too long

                                  Download Get Mani here

Share To:

Dodger Aviboy

The bridge between the illiterate and knowledge is a philanthropic genius. Supporting Zimhiphop one blog at a time visit shonaboyco.blogspot.com

Post A Comment: